-
Revhitiko 22:4, 5Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
4 Pavana vaAroni hapana murume ane maperembudzi+ kana kuti ane zvinoyerera,+ angadya zvinhu zvitsvene kusvikira ava akachena,+ kunyange murume anobata munhu asvibiswa nekubata chitunha,*+ kana murume ari kubuda urume,+ 5 kana murume anobata chimwe chezvisikwa zvisina kuchena zvinofamba zvakawanda+ kana kuti anobata munhu asina kuchena nemhaka yechimwewo chikonzero uyo anogona kumuita kuti ave asina kuchena.+
-