Ruka 5:14 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 14 Akabva arayira murume wacho kuti arege kuudza vanhu, akati: “Asi enda unozviratidza kumupristi, upe chibayiro chaunofanira kupa pakucheneswa kwawaitwa, sezvakarayirwa naMozisi,+ kuti zvive uchapupu kwavari.”+ Ruka 17:14 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 14 Paakavaona akati kwavari: “Endai munozviratidza kuvapristi.”+ Pavakanga vava kuenda, vakabva vacheneswa.+
14 Akabva arayira murume wacho kuti arege kuudza vanhu, akati: “Asi enda unozviratidza kumupristi, upe chibayiro chaunofanira kupa pakucheneswa kwawaitwa, sezvakarayirwa naMozisi,+ kuti zvive uchapupu kwavari.”+
14 Paakavaona akati kwavari: “Endai munozviratidza kuvapristi.”+ Pavakanga vava kuenda, vakabva vacheneswa.+