Dheuteronomi 24:8 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 8 “Kana denda remaperembudzi* rikapararira, unyatsoita zvese zvaunoudzwa kuti uite nevapristi vedzinza raRevhi.+ Unofanira kunyatsoita zvandakavarayira. Maraki 2:7 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 7 Nekuti muromo wemupristi ndiwo unofanira kuchengeta ruzivo, uye vanhu vanofanira kutsvaga mutemo* kubva mumuromo make,+ nekuti ndiye nhume yaJehovha wemauto.
8 “Kana denda remaperembudzi* rikapararira, unyatsoita zvese zvaunoudzwa kuti uite nevapristi vedzinza raRevhi.+ Unofanira kunyatsoita zvandakavarayira.
7 Nekuti muromo wemupristi ndiwo unofanira kuchengeta ruzivo, uye vanhu vanofanira kutsvaga mutemo* kubva mumuromo make,+ nekuti ndiye nhume yaJehovha wemauto.