Revhitiko 13:4 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 4 Asi kana chidzvanga chacho chiri chichena paganda rake uye chichioneka kuti hachina kudzika muganda uye mvere dzacho dzisina kuchinja kuva chena, mupristi achabva aisa munhu wacho kwake ega kwemazuva manomwe.+ Revhitiko 14:38 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 38 mupristi achabva abuda onomira pasuo reimba yacho, uye achati imba yacho isapindwa kwemazuva manomwe.+ Numeri 12:15 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 15 Saka Miriyemu akaiswa kwake ega kunze kwemusasa kwemazuva manomwe,+ uye vanhu havana kuputsa musasa kusvikira Miriyemu adzoswa.
4 Asi kana chidzvanga chacho chiri chichena paganda rake uye chichioneka kuti hachina kudzika muganda uye mvere dzacho dzisina kuchinja kuva chena, mupristi achabva aisa munhu wacho kwake ega kwemazuva manomwe.+
38 mupristi achabva abuda onomira pasuo reimba yacho, uye achati imba yacho isapindwa kwemazuva manomwe.+
15 Saka Miriyemu akaiswa kwake ega kunze kwemusasa kwemazuva manomwe,+ uye vanhu havana kuputsa musasa kusvikira Miriyemu adzoswa.