51 Kana akaongorora chirwere chacho pazuva rechinomwe, oona kuti chirwere chacho chapararira nechipfeko chacho, neshinda dzejira rakarukwa kana kuti nedehwe (pasinei nekuti dehwe racho rinoshandiswei), anenge ari maperembudzi anotapukira, uye hachina kuchena.+