Eksodho 19:15 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 15 Akati kuvanhu vacho: “Gadzirirai, zuva rechitatu rava kusvika. Musarara nemadzimai enyu.”* 1 Samueri 21:5 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 5 Dhavhidhi akapindura mupristi wacho achiti: “Hatina kumborara nevakadzi kungofanana nepamwe pese pandaienda kuhondo.+ Kana miviri yevarume vacho ichimbova mitsvene pavanotumwa zvimwewo zvinhu, nhasi inotova mitsvene kupfuura pamwe pese!”
5 Dhavhidhi akapindura mupristi wacho achiti: “Hatina kumborara nevakadzi kungofanana nepamwe pese pandaienda kuhondo.+ Kana miviri yevarume vacho ichimbova mitsvene pavanotumwa zvimwewo zvinhu, nhasi inotova mitsvene kupfuura pamwe pese!”