-
Revhitiko 12:7Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
7 Mupristi achauya nacho pamberi paJehovha omuyananisira, uye achava akachena pakuyerera kweropa rake. Uyu ndiwo mutemo pamusoro pemukadzi anosununguka mwana mukomana kana musikana.
-