Eksodho 25:22 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 22 Ndichazviratidza kwauri ipapo uye ndichataura newe ndiri pamusoro pechekukwidibirisa.+ Ndichaita kuti uzive zvese zvandichakurayira nezvevaIsraeri ndiri pakati pemakerubhi maviri ari pamusoro peareka yeChipupuriro. 2 Madzimambo 19:15 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 15 Hezekiya akabva atanga kunyengetera+ ari pamberi paJehovha, akati: “Haiwa Jehovha Mwari waIsraeri, agere pachigaro cheumambo pamusoro* pemakerubhi,+ imi mega ndimi Mwari wechokwadi paumambo hwese hwenyika.+ Ndimi makasika denga nenyika.
22 Ndichazviratidza kwauri ipapo uye ndichataura newe ndiri pamusoro pechekukwidibirisa.+ Ndichaita kuti uzive zvese zvandichakurayira nezvevaIsraeri ndiri pakati pemakerubhi maviri ari pamusoro peareka yeChipupuriro.
15 Hezekiya akabva atanga kunyengetera+ ari pamberi paJehovha, akati: “Haiwa Jehovha Mwari waIsraeri, agere pachigaro cheumambo pamusoro* pemakerubhi,+ imi mega ndimi Mwari wechokwadi paumambo hwese hwenyika.+ Ndimi makasika denga nenyika.