VaHebheru 9:23 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 23 Saka zvakanga zvakakodzera kuti zvinhu zvinofananidzira+ zvinhu zviri kudenga zvicheneswe pachishandiswa nzira iyi,+ asi zvinhu zvekudenga zvinotoda zvibayiro zviri pamusoro peizvi.
23 Saka zvakanga zvakakodzera kuti zvinhu zvinofananidzira+ zvinhu zviri kudenga zvicheneswe pachishandiswa nzira iyi,+ asi zvinhu zvekudenga zvinotoda zvibayiro zviri pamusoro peizvi.