Revhitiko 8:12 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 12 Akazopedzisa nekudurura mamwe mafuta ekuzodza nawo mumusoro maAroni, akamuzodza kuti amutsvenese.+ Revhitiko 21:10 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 10 “‘Munhu anenge ari mupristi mukuru pakati pehama dzake uye anenge akadururirwa mafuta ekuzodza nawo mumusoro+ uye akagadzwa* kuti apfeke nguo dzeupristi,+ haafaniri kurega musoro wake wakati nyangarara kana kubvarura nguo dzake.+
12 Akazopedzisa nekudurura mamwe mafuta ekuzodza nawo mumusoro maAroni, akamuzodza kuti amutsvenese.+
10 “‘Munhu anenge ari mupristi mukuru pakati pehama dzake uye anenge akadururirwa mafuta ekuzodza nawo mumusoro+ uye akagadzwa* kuti apfeke nguo dzeupristi,+ haafaniri kurega musoro wake wakati nyangarara kana kubvarura nguo dzake.+