-
Numeri 12:11Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
11 Aroni akabva ati kuna Mozisi: “Ndapota zvangu ishe wangu! Ndapota, musatipa mhosva yechivi chataita! Taita zveupenzi.