Revhitiko 20:22 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 22 “‘Munofanira kuchengeta mirau yangu yese nemitongo yangu yese+ muchiitevedzera,+ kuti nyika yandiri kukuendesai kuti munogara irege kukurutsai.+ Dheuteronomi 4:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 4 “Saka imi vaIsraeri, teererai mirau nemitongo zvandiri kukudzidzisai kuti muchengete, kuti murarame+ uye mupinde mutore nyika yamuri kupiwa naJehovha, Mwari wemadzitateguru enyu. Dheuteronomi 4:40 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 40 Munofanira kuchengeta mirau yake nemirayiro yake yandiri kukurayirai nhasi, kuti zvikufambirei zvakanaka pamwe nevanakomana venyu vachakuteverai, kuti mugare kwenguva refu munyika yamuri kupiwa naJehovha Mwari wenyu.”+
22 “‘Munofanira kuchengeta mirau yangu yese nemitongo yangu yese+ muchiitevedzera,+ kuti nyika yandiri kukuendesai kuti munogara irege kukurutsai.+
4 “Saka imi vaIsraeri, teererai mirau nemitongo zvandiri kukudzidzisai kuti muchengete, kuti murarame+ uye mupinde mutore nyika yamuri kupiwa naJehovha, Mwari wemadzitateguru enyu.
40 Munofanira kuchengeta mirau yake nemirayiro yake yandiri kukurayirai nhasi, kuti zvikufambirei zvakanaka pamwe nevanakomana venyu vachakuteverai, kuti mugare kwenguva refu munyika yamuri kupiwa naJehovha Mwari wenyu.”+