Jobho 32:6 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 6 Saka Erihu mwanakomana waBharakeri muBhuzi akatanga kutaura achiti: “Ndiri mudikiAsi imi varume mava vakuru.+ Saka ndakamira kutaura ndichikuremekedzai,+Uye ndakazeza kukuudzai zvandinoziva. Zvirevo 23:22 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 22 Teerera baba vako vakaita kuti uberekwe,Uye usazvidza amai vako nekuti vakwegura.+ 1 Timoti 5:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 5 Usatsiura murume mukuru nehasha.+ Asi taura naye zvakanaka seuri kutaura nababa, uye taura nevarume vadiki sevanin’ina,
6 Saka Erihu mwanakomana waBharakeri muBhuzi akatanga kutaura achiti: “Ndiri mudikiAsi imi varume mava vakuru.+ Saka ndakamira kutaura ndichikuremekedzai,+Uye ndakazeza kukuudzai zvandinoziva.
5 Usatsiura murume mukuru nehasha.+ Asi taura naye zvakanaka seuri kutaura nababa, uye taura nevarume vadiki sevanin’ina,