Eksodho 22:21 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 21 “Usabata mutorwa zvisina kunaka kana kumudzvinyirira,+ nekuti imi maimbova vatorwa munyika yeIjipiti.+
21 “Usabata mutorwa zvisina kunaka kana kumudzvinyirira,+ nekuti imi maimbova vatorwa munyika yeIjipiti.+