Revhitiko 18:5 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 5 Munofanira kuchengeta mirau yangu nemitongo yangu; ichaita kuti munhu wese anoichengeta ararame.+ Ndini Jehovha. Dheuteronomi 4:6 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 6 Munofanira kunyatsoitevedzera,+ nekuti ichaita kuti muve vakachenjera+ uye vanonzwisisa+ pamberi pemarudzi achanzwa nezvemirau yese iyi, oti, ‘Rudzi urwu rukuru zvechokwadi uye rune vanhu vakachenjera, vanonzwisisa.’+
5 Munofanira kuchengeta mirau yangu nemitongo yangu; ichaita kuti munhu wese anoichengeta ararame.+ Ndini Jehovha.
6 Munofanira kunyatsoitevedzera,+ nekuti ichaita kuti muve vakachenjera+ uye vanonzwisisa+ pamberi pemarudzi achanzwa nezvemirau yese iyi, oti, ‘Rudzi urwu rukuru zvechokwadi uye rune vanhu vakachenjera, vanonzwisisa.’+