Revhitiko 8:14 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 14 Akabva auya nemukono wemombe wechibayiro chechivi, uye Aroni nevanakomana vake vakaisa maoko avo pamusoro wemukono wacho wechibayiro chechivi.+ Revhitiko 8:17 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 17 Akabva aita kuti zvese zvakanga zvasara pamukono wacho, dehwe rawo, nyama yawo, nendove yawo, zvipiswe nemoto kunze kwemusasa,+ sezvakanga zvarayirwa Mozisi naJehovha. VaHebheru 13:11 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 11 Nekuti mitumbi yemhuka dziya dzine ropa rinopinzwa munzvimbo tsvene nemupristi mukuru panoitwa chibayiro chechivi, inopisirwa kunze kwemusasa.+
14 Akabva auya nemukono wemombe wechibayiro chechivi, uye Aroni nevanakomana vake vakaisa maoko avo pamusoro wemukono wacho wechibayiro chechivi.+
17 Akabva aita kuti zvese zvakanga zvasara pamukono wacho, dehwe rawo, nyama yawo, nendove yawo, zvipiswe nemoto kunze kwemusasa,+ sezvakanga zvarayirwa Mozisi naJehovha.
11 Nekuti mitumbi yemhuka dziya dzine ropa rinopinzwa munzvimbo tsvene nemupristi mukuru panoitwa chibayiro chechivi, inopisirwa kunze kwemusasa.+