Numeri 18:32 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 32 Hamusi kuzonzi maita chivi nekuzvidya kana muchipa mupiro wezvakanakisisa zvacho, uye hamufaniri kusvibisa zvinhu zvitsvene zvevaIsraeri, nekuti mukadaro muchafa.’”+
32 Hamusi kuzonzi maita chivi nekuzvidya kana muchipa mupiro wezvakanakisisa zvacho, uye hamufaniri kusvibisa zvinhu zvitsvene zvevaIsraeri, nekuti mukadaro muchafa.’”+