Eksodho 19:5 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 5 Saka kana mukanyatsoteerera inzwi rangu uye mukachengeta sungano yangu, muchava pfuma yangu yandinokoshesa pakati pemarudzi ese,+ nekuti nyika yese ndeyangu.+ Revhitiko 20:8 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 8 Uye munofanira kuchengeta mirau yangu, muchiitevedzera.+ Ndini Jehovha, ari kukutsvenesai.+ Revhitiko 21:8 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 8 Unofanira kumutsvenesa,+ nekuti ndiye anopa chingwa chaMwari wako. Anofanira kuva mutsvene kwauri, nekuti ini, Jehovha, ari kukutsvenesai, ndiri mutsvene.+
5 Saka kana mukanyatsoteerera inzwi rangu uye mukachengeta sungano yangu, muchava pfuma yangu yandinokoshesa pakati pemarudzi ese,+ nekuti nyika yese ndeyangu.+
8 Unofanira kumutsvenesa,+ nekuti ndiye anopa chingwa chaMwari wako. Anofanira kuva mutsvene kwauri, nekuti ini, Jehovha, ari kukutsvenesai, ndiri mutsvene.+