Eksodho 12:37, 38 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 37 VaIsraeri vakabva vasimuka muRamesesi+ vakananga kuSukoti.+ Varume vaifamba netsoka vaisvika 600 000, tisingaverengi vana.+ 38 Boka guru revamwe vanhu vakasiyana-siyana*+ rakaendawo navo, pamwe chete nemakwai nemombe, zvipfuwo zvakawanda kwazvo. Numeri 24:5 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 5 Haiwa Jakobho, hakusi kunaka kwakaita matende ako,Hakusi kunaka kwakaita matebhenekeri ako, haiwa Israeri!+
37 VaIsraeri vakabva vasimuka muRamesesi+ vakananga kuSukoti.+ Varume vaifamba netsoka vaisvika 600 000, tisingaverengi vana.+ 38 Boka guru revamwe vanhu vakasiyana-siyana*+ rakaendawo navo, pamwe chete nemakwai nemombe, zvipfuwo zvakawanda kwazvo.
5 Haiwa Jakobho, hakusi kunaka kwakaita matende ako,Hakusi kunaka kwakaita matebhenekeri ako, haiwa Israeri!+