Revhitiko 9:8, 9 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 8 Aroni akabva angoenda paatari, akauraya mhuru yechibayiro chake chechivi.+ 9 Vanakomana vaAroni vakabva vamupa ropa racho,+ iye akanyika munwe wake muropa racho, akariisa panyanga dzeatari, uye akadururira rimwe ropa rese muzasi meatari.+ Revhitiko 16:18 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 18 “Achabva abuda oenda paatari+ iri pamberi paJehovha, oiyananisira, uye achabva atora rimwe ropa remukono wemombe nerimwe ropa rembudzi, oriisa panyanga dzeatari kumativi ese. VaHebheru 9:22 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 22 Maererano neMutemo zvinhu zvizhinji zvinocheneswa neropa,+ uye kana ropa rikasadururwa hapana kukanganwirwa kunovapo.+
8 Aroni akabva angoenda paatari, akauraya mhuru yechibayiro chake chechivi.+ 9 Vanakomana vaAroni vakabva vamupa ropa racho,+ iye akanyika munwe wake muropa racho, akariisa panyanga dzeatari, uye akadururira rimwe ropa rese muzasi meatari.+
18 “Achabva abuda oenda paatari+ iri pamberi paJehovha, oiyananisira, uye achabva atora rimwe ropa remukono wemombe nerimwe ropa rembudzi, oriisa panyanga dzeatari kumativi ese.
22 Maererano neMutemo zvinhu zvizhinji zvinocheneswa neropa,+ uye kana ropa rikasadururwa hapana kukanganwirwa kunovapo.+