RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Eksodho 25:31
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 31 “Ugadzire chigadziko chemarambi+ chegoridhe rakanatswa. Chigadziko chacho ngachigadzirwe nesando. Pachinogara napo, chidzinde chacho, mapazi acho, makapu acho, mapfundo acho, nemaruva acho akatumbuka zvese ngazvibve pachinhu chimwe chete.+

  • Eksodho 39:33
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 33 Vakabva vauya netebhenekeri+ kuna Mozisi, tende+ nemidziyo yaro yese: zvekukochekera nazvo zvayo,+ mafuremu ayo,+ mbariro dzayo+ nembiru dzayo nezvigadziko zvayo;+

  • Eksodho 39:37
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 37 chigadziko chemarambi chegoridhe rakanatswa, marambi acho+ akarongwa mumutsara, nemidziyo yacho yese+ nemafuta ekuvhenekesa;+

  • VaHebheru 9:2
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 2 Nekuti chikamu chekutanga chetende chakavakwa, muine chigadziko chemarambi+ uye tafura nechingwa chekuratidza;+ uye chikamu ichi chinonzi Nzvimbo Tsvene.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe