-
Mako 2:25, 26Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
25 Asi iye akati kwavari: “Hamuna kuverenga here zvakaitwa naDhavhidhi nevarume vaaiva navo pavakanga vasina zvekudya, vaine nzara?+ 26 Munhoroondo yaAbhiyatari,+ mutungamiriri wevapristi, Dhavhidhi akapinda muimba yaMwari akadya chingwa chekuratidza, icho chisingabvumirwi nemutemo kuti chidyiwe nemumwe munhu kunze kwevapristi,+ uye akapawo vamwe varume vaakanga ainavo?”
-