RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Revhitiko 2:2
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 2 Anofanira kubva auya nawo kuvanakomana vaAroni, vapristi, uye mupristi wacho achanokora furawa yacho yakatsetseka ine mafuta pamwe chete nezvinonhuhwirira zvayo zvese, uye achaita kuti chitsama ichi chipfungaire pamusoro peatari chichimiririra mupiro wabviswa,*+ mupiro unopiswa nemoto unonhuhwirira zvakanaka* kuna Jehovha.

  • Revhitiko 6:15
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 15 Mumwe wavo anofanira kunokora furawa yakatsetseka yemupiro wezviyo nemamwe emafuta acho nezvinonhuhwirira zvichena zvese zviri pamusoro pemupiro wezviyo, uye anofanira kuita kuti zvipfungaire pamusoro peatari zvichinhuhwirira zvakanaka* zvichimiririra mupiro wabviswa* kuna Jehovha.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe