-
Revhitiko 3:3-5Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
3 Anofanira kuuya nezvimwe zvinhu zvaanobvisa pachibayiro cherugare kuti chive chibayiro chinopisirwa Jehovha nemoto+ zvinoti: mafuta+ emudumbu, mafuta ese akabatira paura, 4 uye itsvo mbiri nemafuta ese akadzipoteredza. Paanobvisa itsvo dzacho, achabvisawo mafuta ari pachiropa.+ 5 Vanakomana vaAroni vanofanira kuita kuti zvipfungaire paatari pamusoro pechibayiro chinopiswa chiri pahuni dziri mumoto;+ ichi chibayiro chinopiswa nemoto chinonhuhwirira zvakanaka* kuna Jehovha.+
-