-
Revhitiko 25:5Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
5 Haufaniri kukohwa zvinosara zvichimera zvega kana makohwa, uye haufaniri kukohwa mazambiringa anomera pamizambiringa isina kuchekererwa. Panofanira kuva negore rekuzorora zvakakwana renyika.
-