RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Numeri 15:27-29
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 27 “‘Kana munhu akatadza nekusaziva, anofanira kuuya nembudzi hadzi isati yapfuura gore kuti ive chibayiro chechivi.+ 28 Uye mupristi achayananisira munhu wacho akakanganisira Jehovha asingazivi, kuti chivi chacho chiyananisirwe, uye acharegererwa.+ 29 Kana pari panyaya dzekuti munhu anotadza asingazivi, panofanira kuva nemutemo mumwe chete kuvaIsraeri, nekumutorwa ari kugara pakati pavo.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe