Revhitiko 25:43 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 43 Usamuitira utsinye,+ uye unofanira kutya Mwari wako.+ Zvirevo 1:7 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 7 Kutya Jehovha ndiko kutanga kweruzivo.+ Mapenzi chete ndiwo anozvidza uchenjeri uye kurayirwa.*+ Zvirevo 8:13 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 13 Kutya Jehovha kunoreva kuvenga zvakaipa.+ Ndinovenga kuzvirumbidza, uye kuzvikudza,+ nzira yakaipa, uye kutaura zvakatsauka.+
13 Kutya Jehovha kunoreva kuvenga zvakaipa.+ Ndinovenga kuzvirumbidza, uye kuzvikudza,+ nzira yakaipa, uye kutaura zvakatsauka.+