Numeri 35:7 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 7 Maguta ese amunofanira kupa vaRevhi achava maguta 48, pamwe chete nemafuro awo.+ Joshua 14:4 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 4 Vanhu vekwaJosefa vaiverengwa semadzinza maviri,+ raManase neraEfremu;+ uye vaRevhi havana kupiwa mugove munyika yacho, kunze kwemaguta+ ekuti vagare nemafuro awo kuitira zvipfuwo zvavo nepfuma yavo.+
4 Vanhu vekwaJosefa vaiverengwa semadzinza maviri,+ raManase neraEfremu;+ uye vaRevhi havana kupiwa mugove munyika yacho, kunze kwemaguta+ ekuti vagare nemafuro awo kuitira zvipfuwo zvavo nepfuma yavo.+