RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Eksodho 12:38
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 38 Boka guru revamwe vanhu vakasiyana-siyana*+ rakaendawo navo, pamwe chete nemakwai nemombe, zvipfuwo zvakawanda kwazvo.

  • Joshua 9:21
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 21 Machinda acho akaenderera mberi achiti: “Vasiyei vari vapenyu, asi ngavaitire ungano yese basa rekutsvaga huni nekuchera mvura.” Izvi ndizvo zvavakavimbiswa nemachinda.

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe