Revhitiko 26:36 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 36 “‘Kana vari vaya vanosara vari vapenyu,+ ndichaita kuti vaore mwoyo vari munyika dzevavengi vavo; uye vachatiza vangonzwa shizha riri kupeperetswa, uye vachatiza sezvinoita munhu ari kutiza bakatwa, vodonha pasina ari kuvadzingirira.+
36 “‘Kana vari vaya vanosara vari vapenyu,+ ndichaita kuti vaore mwoyo vari munyika dzevavengi vavo; uye vachatiza vangonzwa shizha riri kupeperetswa, uye vachatiza sezvinoita munhu ari kutiza bakatwa, vodonha pasina ari kuvadzingirira.+