Eksodho 24:7 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 7 Akabva atora bhuku resungano, akariverengera vanhu.+ Uye vakati: “Tinobvuma kuita zvese zvataurwa naJehovha, uye tichamuteerera.”+
7 Akabva atora bhuku resungano, akariverengera vanhu.+ Uye vakati: “Tinobvuma kuita zvese zvataurwa naJehovha, uye tichamuteerera.”+