Zekariya 7:14 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 14 ‘Ndakavaparadzira vachienda kumarudzi ese avakanga vasingazivi ndichishandisa dutu,+ uye nyika yacho yakasara iri dongo, pasina aipfuura nemairi kana kudzoka mairi;+ nekuti vakaita kuti nyika yakanaka ive chinhu chinotyisa kutarisa.’”
14 ‘Ndakavaparadzira vachienda kumarudzi ese avakanga vasingazivi ndichishandisa dutu,+ uye nyika yacho yakasara iri dongo, pasina aipfuura nemairi kana kudzoka mairi;+ nekuti vakaita kuti nyika yakanaka ive chinhu chinotyisa kutarisa.’”