Dheuteronomi 4:27 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 27 Jehovha achakuitai rumwe rumwe pakati pemamwe marudzi,+ uye vashomanana venyu ndivo vachasara vari vapenyu+ pakati pemarudzi amuchadzingirwa kwaari naJehovha. Dheuteronomi 28:48 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 48 Jehovha achatuma vavengi vako kwauri, uye uchavashandira+ uine nzara+ nenyota, usina chekupfeka uye uchishayiwa zvinhu zvese. Achaisa joko resimbi pamutsipa wako kusvikira akuparadza. Jeremiya 42:17 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 17 Uye varume vese avo vari kushinga kuda kuenda kuIjipiti kuti vagare ikoko vachaurayiwa nebakatwa, nenzara, nedenda.* Hapana kana mumwe chete wavo achapukunyuka dambudziko randichavaunzira.”’
27 Jehovha achakuitai rumwe rumwe pakati pemamwe marudzi,+ uye vashomanana venyu ndivo vachasara vari vapenyu+ pakati pemarudzi amuchadzingirwa kwaari naJehovha.
48 Jehovha achatuma vavengi vako kwauri, uye uchavashandira+ uine nzara+ nenyota, usina chekupfeka uye uchishayiwa zvinhu zvese. Achaisa joko resimbi pamutsipa wako kusvikira akuparadza.
17 Uye varume vese avo vari kushinga kuda kuenda kuIjipiti kuti vagare ikoko vachaurayiwa nebakatwa, nenzara, nedenda.* Hapana kana mumwe chete wavo achapukunyuka dambudziko randichavaunzira.”’