-
Revhitiko 13:3Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
3 Mupristi achaongorora chirwere chiri paganda rake. Kana mvere dzepaganda pacho dzava chena uye chirwere chacho chichiratidza kuti chakadzika muganda, anenge ari maperembudzi. Mupristi achachiongorora, uye achamuti haana kuchena.
-
-
Revhitiko 15:3Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
3 Haana kuchena nemhaka yezvinoyerera izvi, zvingava zviri kutoyerera zvichibuda kana kuti zvakavhara nhengo yake, anenge asina kuchena chete.
-