-
Revhitiko 27:19Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
19 Asi kana zvikaitika kuti munhu wacho akautsaura anoda kudzikinura munda wacho, anofanira kuwedzera pamari yacho yakatarwa chikamu chimwe chete pazvikamu zvishanu, uye ucharamba uri wake.
-