Numeri 18:8 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 8 Jehovha akataurazve naAroni, akati: “Ini pachangu ndakupa basa rekuchengeta mipiro yandinopiwa.+ Ndapa iwe nevanakomana vako chikamu chezvinhu zvese zvitsvene zvinobviswa nevaIsraeri kuti ugare uri mugove wenyu.+ Numeri 18:14 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 14 “Zvinhu zvese zvakatsaurirwa* pakati paIsraeri zvinofanira kuva zvako.+
8 Jehovha akataurazve naAroni, akati: “Ini pachangu ndakupa basa rekuchengeta mipiro yandinopiwa.+ Ndapa iwe nevanakomana vako chikamu chezvinhu zvese zvitsvene zvinobviswa nevaIsraeri kuti ugare uri mugove wenyu.+