RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Dheuteronomi 34:9
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 9 Joshua mwanakomana waNuni akanga akazara nemweya weuchenjeri, nekuti Mozisi akanga aisa ruoko rwake pamusoro pake;+ vaIsraeri vakatanga kumuteerera, uye vakaita zvese zvakanga zvarayirwa Mozisi naJehovha.+

  • Mabasa 6:5, 6
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 5 Zvavakataura zvakafadza vanhu vese, saka vakasarudza Stefani, murume akanga azere nekutenda nemweya mutsvene, pamwe naFiripi,+ Prokorasi, Nikanori, Timoni, Paminasi, naNikorasi, aibva kuAndiyoki uye akanga akambotendeukira kuchiJudha. 6 Vakauya navo kuvaapostora, avo vakanyengetera, vakaisa maoko avo pavari.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe