RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Eksodho 28:30
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 30 Uise Urimu neTumimu*+ muhomwe yepachipfuva yekutonga, uye ngazvive pamwoyo paAroni paanouya pamberi paJehovha, uye Aroni anofanira kutakura zvinoshandiswa pakutonga vaIsraeri pamwoyo pake pamberi paJehovha nguva dzese.

  • 1 Samueri 23:9
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 9 Dhavhidhi paakaziva kuti Sauro akanga achimurongera zvakaipa, akati kumupristi Abhiyatari: “Uya neefodhi kuno.”+

  • 1 Samueri 28:6
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 6 Kunyange zvazvo Sauro aibvunza Jehovha,+ Jehovha haana kumbomupindura, kungava kuhope kana kuti neUrimu+ kana kuti nevaprofita.

  • Nehemiya 7:65
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 65 Saka gavhuna*+ akavaudza kuti vasadya zvinhu zvitsvenetsvene+ kusvikira pava nemupristi anobvunza Urimu neTumimu.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe