Numeri 28:3 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 3 “Uye uti kwavari, ‘Uyu ndiwo mupiro unopiswa nemoto wamuchauya nawo kuna Jehovha: pazuva, makwayana makono maviri akanaka ane gore rimwe chete semupiro unopiswa unogara uchipiwa.+ Numeri 28:5 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 5 pamwe chete nechegumi cheefa* yefurawa yakatsetseka yakasanganiswa nemafuta akasvinwa anokwana chikamu chimwe pazvikamu zvina zvehini* kuti uve mupiro wezviyo.*+
3 “Uye uti kwavari, ‘Uyu ndiwo mupiro unopiswa nemoto wamuchauya nawo kuna Jehovha: pazuva, makwayana makono maviri akanaka ane gore rimwe chete semupiro unopiswa unogara uchipiwa.+
5 pamwe chete nechegumi cheefa* yefurawa yakatsetseka yakasanganiswa nemafuta akasvinwa anokwana chikamu chimwe pazvikamu zvina zvehini* kuti uve mupiro wezviyo.*+