Numeri 21:32 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 32 Mozisi akabva atuma vamwe varume kunosora* Jazeri.+ Vakatora maguta madiki akanga akaipoteredza, vakadzinga vaAmori vaiva imomo.
32 Mozisi akabva atuma vamwe varume kunosora* Jazeri.+ Vakatora maguta madiki akanga akaipoteredza, vakadzinga vaAmori vaiva imomo.