Dheuteronomi 3:18 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 18 “Ndakabva ndakupai murayiro uyu: ‘Jehovha Mwari wenyu akupai nyika ino kuti ive yenyu. Varume venyu vese vakashinga vachapakata zvombo voyambuka pamberi pehama dzenyu, vaIsraeri.+ Joshua 4:12 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 12 Uye vaRubheni, vaGadhi, nehafu yedzinza raManase vakayambuka vakagadzirira kurwa+ vari pamberi pevamwe vaIsraeri, sezvavakanga varayirwa naMozisi.+
18 “Ndakabva ndakupai murayiro uyu: ‘Jehovha Mwari wenyu akupai nyika ino kuti ive yenyu. Varume venyu vese vakashinga vachapakata zvombo voyambuka pamberi pehama dzenyu, vaIsraeri.+
12 Uye vaRubheni, vaGadhi, nehafu yedzinza raManase vakayambuka vakagadzirira kurwa+ vari pamberi pevamwe vaIsraeri, sezvavakanga varayirwa naMozisi.+