Numeri 20:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 20 Mumwedzi wekutanga, ungano yese yevaIsraeri yakasvika kurenje reZini, uye vanhu vakatanga kugara muKadheshi.+ Ikoko ndiko kwakafira Miriyemu+ uye kwaakavigwa. Numeri 27:14 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 14 nekuti ungano payaindipopotera murenje reZini, wakapandukira murayiro wangu wekuti unditsvenese pamberi pavo panyaya yemvura.+ Iyi ndiyo mvura yeMeribha,+ kuKadheshi+ murenje reZini.”+ Dheuteronomi 32:51 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 51 nekuti mese muri vaviri hamuna kuva vakatendeka kwandiri pakati pevaIsraeri pamvura yeMeribha+ yekuKadheshi murenje reZini, nekuti hamuna kunditsvenesa pakati pevaIsraeri.+ Joshua 15:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 15 Nyika yakapiwa+ dzinza raJudha* kuti ive yemhuri dzavo yaisvika kumuganhu weEdhomu,+ renje reZini, uye kunoperera Negebhu, kumaodzanyemba kwayo.
20 Mumwedzi wekutanga, ungano yese yevaIsraeri yakasvika kurenje reZini, uye vanhu vakatanga kugara muKadheshi.+ Ikoko ndiko kwakafira Miriyemu+ uye kwaakavigwa.
14 nekuti ungano payaindipopotera murenje reZini, wakapandukira murayiro wangu wekuti unditsvenese pamberi pavo panyaya yemvura.+ Iyi ndiyo mvura yeMeribha,+ kuKadheshi+ murenje reZini.”+
51 nekuti mese muri vaviri hamuna kuva vakatendeka kwandiri pakati pevaIsraeri pamvura yeMeribha+ yekuKadheshi murenje reZini, nekuti hamuna kunditsvenesa pakati pevaIsraeri.+
15 Nyika yakapiwa+ dzinza raJudha* kuti ive yemhuri dzavo yaisvika kumuganhu weEdhomu,+ renje reZini, uye kunoperera Negebhu, kumaodzanyemba kwayo.