15 Nyika yakapiwa+ dzinza raJudha kuti ive yemhuri dzavo yaisvika kumuganhu weEdhomu,+ renje reZini, uye kunoperera Negebhu, kumaodzanyemba kwayo. 2 Muganhu wavo wekumaodzanyemba waitangira panogumira Gungwa reMunyu,+ kumhenderekedzo yaro yekumaodzanyemba.