Eksodho 21:14 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 14 Kana munhu akatsamwira mumwe wake zvekuti anomuuraya nemaune,+ kunyange kana akapotera paatari yangu, munofanira kumutora momuuraya.+ Dheuteronomi 19:11, 12 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 11 “Asi kana munhu aivenga mumwe wake,+ ndokumuhwandira, omurova ofa, munhu wacho otizira kune rimwe remaguta aya, 12 vakuru veguta rake vanofanira kubva vaita kuti aunzwe kwavari, vomuisa mumaoko emutsivi weropa, uye anofanira kufa.+
14 Kana munhu akatsamwira mumwe wake zvekuti anomuuraya nemaune,+ kunyange kana akapotera paatari yangu, munofanira kumutora momuuraya.+
11 “Asi kana munhu aivenga mumwe wake,+ ndokumuhwandira, omurova ofa, munhu wacho otizira kune rimwe remaguta aya, 12 vakuru veguta rake vanofanira kubva vaita kuti aunzwe kwavari, vomuisa mumaoko emutsivi weropa, uye anofanira kufa.+