Genesisi 4:8 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 8 Pashure paizvozvo Kaini akati kuna Abheri munin’ina wake: “Ngatimbofambai musango.” Saka pavakanga vari musango, Kaini akarwisa munin’ina wake Abheri, akamuuraya.+ Genesisi 4:10 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 10 Iye akabva ati: “Waitei? Inzwa! Ropa remunin’ina wako riri kushevedzera kwandiri riri panyika.+ Pisarema 106:38 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 38 Vairamba vachideura ropa risina mhosva,+Ropa revanakomana vavo nevanasikana vavoVavaibayira kuzvidhori zveKenani;+Uye nyika yakasvibiswa nekudeurwa kweropa. Ruka 11:50 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 50 kuti chizvarwa chino chitongerwe ropa* revaprofita vese rakadeurwa kubva pakuvambwa kwenyika,+
8 Pashure paizvozvo Kaini akati kuna Abheri munin’ina wake: “Ngatimbofambai musango.” Saka pavakanga vari musango, Kaini akarwisa munin’ina wake Abheri, akamuuraya.+
38 Vairamba vachideura ropa risina mhosva,+Ropa revanakomana vavo nevanasikana vavoVavaibayira kuzvidhori zveKenani;+Uye nyika yakasvibiswa nekudeurwa kweropa.