-
Numeri 36:6Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
6 Iri ndiro shoko rakataurwa naJehovha nezvevanasikana vaZerofehadhi: ‘Vanogona kuroorwa nevavanoda. Asi vanofanira kuroorwa nemunhu anobva mumhuri yedzinza rababa vavo.
-