27 KwaKohati ndiko kwakabva mhuri yevaAmramu, mhuri yevaIzihari, mhuri yevaHebroni, nemhuri yevaUzieri. Idzi ndidzo dzaiva mhuri dzevaKohati.+ 28 Vanhurume vese vakaverengwa vaibvira pamwedzi mumwe chete zvichikwira vaiva 8 600; ndivo vaiona nezvenzvimbo tsvene.+