Vatongi 13:5 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 5 Uchava nepamuviri wobereka mwanakomana, uye hapana chisvo chinofanira kuveura musoro wake,+ nekuti mwana wacho achava muNaziri waMwari kubva paanoberekwa,* uye achatungamirira pakuponesa Israeri muruoko rwevaFiristiya.”+
5 Uchava nepamuviri wobereka mwanakomana, uye hapana chisvo chinofanira kuveura musoro wake,+ nekuti mwana wacho achava muNaziri waMwari kubva paanoberekwa,* uye achatungamirira pakuponesa Israeri muruoko rwevaFiristiya.”+