Numeri 1:53 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 53 Uye vaRevhi vanofanira kudzika misasa yavo vakatenderedza tebhenekeri yeChipupuriro, kuti ungano yevaIsraeri irege kutsamwirwa;+ uye vaRevhi ndivo vanofanira kunge vachichengeta tebhenekeri* yeChipupuriro.”+ Numeri 3:32 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 32 Mukuru wemachinda evaRevhi aiva Eriyezari+ mwanakomana wemupristi Aroni, uye ndiye aiva mutariri wevaya vaiita mabasa epanzvimbo tsvene. Numeri 18:4 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 4 Vachabatana newe voita mabasa avo mutende rekusanganira nemabasa ese emutende, uye hapana munhu asina mvumo* anobvumirwa kuswedera kwamuri.+
53 Uye vaRevhi vanofanira kudzika misasa yavo vakatenderedza tebhenekeri yeChipupuriro, kuti ungano yevaIsraeri irege kutsamwirwa;+ uye vaRevhi ndivo vanofanira kunge vachichengeta tebhenekeri* yeChipupuriro.”+
32 Mukuru wemachinda evaRevhi aiva Eriyezari+ mwanakomana wemupristi Aroni, uye ndiye aiva mutariri wevaya vaiita mabasa epanzvimbo tsvene.
4 Vachabatana newe voita mabasa avo mutende rekusanganira nemabasa ese emutende, uye hapana munhu asina mvumo* anobvumirwa kuswedera kwamuri.+