Numeri 2:3 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 3 “Vaya vachadzika musasa nechekumabvazuva, vachava boka remadzinza matatu remusasa waJudha maererano nezvikwata zvavo;* jinda revanakomana vaJudha ndiNashoni+ mwanakomana waAminadhabhi.
3 “Vaya vachadzika musasa nechekumabvazuva, vachava boka remadzinza matatu remusasa waJudha maererano nezvikwata zvavo;* jinda revanakomana vaJudha ndiNashoni+ mwanakomana waAminadhabhi.